Revhitiko 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+ Revhitiko 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chinhu chose chaangararira pakusachena kwake kwokuva kumwedzi chichava chisina kuchena,+ uye chinhu chose chaangagarira chichava chisina kuchena.
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+
20 Chinhu chose chaangararira pakusachena kwake kwokuva kumwedzi chichava chisina kuchena,+ uye chinhu chose chaangagarira chichava chisina kuchena.