Pisarema 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vakaipa havana kudaro,Asi vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo.+ Isaya 57:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Paunoshevedzera kuti ubatsirwe, zvawakaunganidza hazvizokununuri,+ asi mhepo ichazvitakura zvose zvazvo.+ Mhepo inofemwa ichazvibvisa, asi anotizira mandiri+ achagara nhaka yenyika uye achaita kuti gomo rangu dzvene+ rive rake.
13 Paunoshevedzera kuti ubatsirwe, zvawakaunganidza hazvizokununuri,+ asi mhepo ichazvitakura zvose zvazvo.+ Mhepo inofemwa ichazvibvisa, asi anotizira mandiri+ achagara nhaka yenyika uye achaita kuti gomo rangu dzvene+ rive rake.