Isaya 63:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti ndimi Baba vedu;+ kunyange Abrahamu angave asina kutiziva uye Israeri angasatiziva, imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+
16 Nokuti ndimi Baba vedu;+ kunyange Abrahamu angave asina kutiziva uye Israeri angasatiziva, imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+