Isaya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+ Jeremiya 31:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vachauya, voshevedzera nomufaro vari pamusoro peZiyoni,+ vofarira kunaka kwaJehovha,+ zviyo newaini+ itsva nemafuta nevana vemakwai nemombe.+ Mweya yavo ichangova somunda une mvura,+ uye havazonetizve.”+ Zefaniya 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jehovha abvisa zvawakatongerwa.+ Adzinga muvengi wako.+ Mambo waIsraeri, iye Jehovha, ari pakati pako.+ Hauzotyizve dambudziko.+
12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+
12 Vachauya, voshevedzera nomufaro vari pamusoro peZiyoni,+ vofarira kunaka kwaJehovha,+ zviyo newaini+ itsva nemafuta nevana vemakwai nemombe.+ Mweya yavo ichangova somunda une mvura,+ uye havazonetizve.”+
15 Jehovha abvisa zvawakatongerwa.+ Adzinga muvengi wako.+ Mambo waIsraeri, iye Jehovha, ari pakati pako.+ Hauzotyizve dambudziko.+