Jeremiya 31:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndichakuvakazve uye uchavakwazve,+ haiwa iwe mhandara yaIsraeri. Uchashongawo makandira ako, woenda uchitamba sevaya vari kuseka.+ Amosi 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+
4 Ndichakuvakazve uye uchavakwazve,+ haiwa iwe mhandara yaIsraeri. Uchashongawo makandira ako, woenda uchitamba sevaya vari kuseka.+
14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+