Isaya 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mhumhi ichagara negwayana gono kwenguva duku,+ ingwe icharara pasi nembudzana, mhuru nomwana weshumba ava nezenze+ nemhuka yakakodzwa pamwe chete;+ uye mukomanawo zvake muduku achazvitungamirira.
6 Mhumhi ichagara negwayana gono kwenguva duku,+ ingwe icharara pasi nembudzana, mhuru nomwana weshumba ava nezenze+ nemhuka yakakodzwa pamwe chete;+ uye mukomanawo zvake muduku achazvitungamirira.