Isaya 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Achatonga pakati pemarudzi,+ oruramisa+ zvinhu pamusoro pemarudzi mazhinji.+ Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo nemapfumo avo kuti ave zvokuchekereresa miti.+ Rumwe rudzi haruzosimudziri rumwe rudzi bakatwa, havazodzidzizve kurwa.+ Isaya 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hazvizombokuvadzi+ kana kumboparadza pagomo rangu rose dzvene;+ nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha sokufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+
4 Achatonga pakati pemarudzi,+ oruramisa+ zvinhu pamusoro pemarudzi mazhinji.+ Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo nemapfumo avo kuti ave zvokuchekereresa miti.+ Rumwe rudzi haruzosimudziri rumwe rudzi bakatwa, havazodzidzizve kurwa.+
9 Hazvizombokuvadzi+ kana kumboparadza pagomo rangu rose dzvene;+ nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha sokufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+