RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 11:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+

      Jehovha—chigaro chake choumambo chiri kumatenga.+

      Maziso ake anoona, maziso ake anopenya anoongorora+ vanakomana vevanhu.

  • Pisarema 113:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Anozvideredza kuti atarire denga nenyika,+

  • Pisarema 148:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvose ngazvirumbidze zita raJehovha,+

      Nokuti zita rake roga ndiro riri kumusoro kusingasvikiki.+

      Kukudzwa kwake kuri kumusoro kwenyika nedenga.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe