2 Makoronike 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Asi chokwadi Mwari angagara nevanhu panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani mudenga, iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba ino yandavaka!+ Mabasa 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+
18 “Asi chokwadi Mwari angagara nevanhu panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani mudenga, iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba ino yandavaka!+
24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+