18 kuti mudye nhengo dzine nyama+ dzemadzimambo nenhengo dzine nyama dzevatungamiriri vehondo nenhengo dzine nyama dzevanhu vakasimba+ nenhengo dzine nyama dzemabhiza+ nedzevaya vanoatasva, nenhengo dzine nyama dzevanhu vose, dzevanhu vakasununguka nedzevaranda nedzevaduku nedzevakuru.”