Amosi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Endai kuKarine, muone; uye ibvai ikoko muende kuHamati+ yaiva nevanhu vazhinji, muende kuGati+ revaFiristiya. Iwo ari nani pane umambo uhwu here, kana kuti nharaunda yawo ihuru kupfuura nharaunda yenyu here?+
2 Endai kuKarine, muone; uye ibvai ikoko muende kuHamati+ yaiva nevanhu vazhinji, muende kuGati+ revaFiristiya. Iwo ari nani pane umambo uhwu here, kana kuti nharaunda yawo ihuru kupfuura nharaunda yenyu here?+