2 Samueri 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino Toi mambo weHamati+ akanzwa kuti Dhavhidhi akanga auraya uto rose rehondo raHadhadhezeri.+ 2 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.
24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.