2 Madzimambo 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ari kupi—iye mambo weHamati,+ mambo weApadhi,+ mambo wemaguta eSefavhaimu, Hena neIvha?’”+ Jeremiya 49:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Pamusoro peDhamasiko:+ “Hamati+ neApadhi+ zvanyara, nokuti zvanzwa mashoko akaipa. Zvaparara.+ Mugungwa mune kuzvidya mwoyo; harisi kukwanisa kuramba rakagadzikana.+
23 Pamusoro peDhamasiko:+ “Hamati+ neApadhi+ zvanyara, nokuti zvanzwa mashoko akaipa. Zvaparara.+ Mugungwa mune kuzvidya mwoyo; harisi kukwanisa kuramba rakagadzikana.+