Genesisi 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+ Mateu 25:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+ Zvakazarurwa 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino ndakaona, uye, tarira! Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane zviuru zvine zana nemakumi mana nezvina+ vakanga vaine zita raro nezita raBaba+ varo rakanyorwa pahuma dzavo.
10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+
31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+
14 Zvino ndakaona, uye, tarira! Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane zviuru zvine zana nemakumi mana nezvina+ vakanga vaine zita raro nezita raBaba+ varo rakanyorwa pahuma dzavo.