Ruka 2:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 chiedza+ chokubvisa nacho chifukidziro+ pamarudzi+ nokukudzwa kwevanhu venyu vaIsraeri.” Mabasa 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+ Mabasa 28:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo zivai kuti nzira iyi, iyo Mwari anoponesa nayo, yakatumirwa kune mamwe marudzi;+ chokwadi iwo achaiteerera.”+ VaRoma 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+
18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+
28 Naizvozvo zivai kuti nzira iyi, iyo Mwari anoponesa nayo, yakatumirwa kune mamwe marudzi;+ chokwadi iwo achaiteerera.”+
9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+