RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 56:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 ndichavaunzawo kugomo rangu dzvene+ ndoita kuti vafare muimba yangu yokunyengeterera.+ Zvinopiwa+ zvavo zvinopiswa zvakakwana nezvibayiro+ zvavo zvichagamuchirwa paatari yangu.+ Nokuti imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera yemarudzi ose.”+

  • Hagai 2:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “‘Ndichazunungusa marudzi ose, uye zvinhu zvinokosha zvemarudzi ose zvichauya;+ uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’+ Jehovha wemauto adaro.

  • VaFiripi 2:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+

  • Zvakazarurwa 7:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndokusaka vari pamberi+ pechigaro choumambo chaMwari; uye vari kumuitira basa dzvene+ masikati nousiku mutemberi yake; uye Iye agere pachigaro choumambo+ achatambanudza tende+ rake pamusoro pavo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe