1 VaKorinde 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare,+ kana nembiriso+ youshati nouipi,+ asi nemakeke asina kuviriswa okutendeseka nechokwadi.+ 2 VaKorinde 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo, vadiwa, zvatiine zvipikirwa+ izvi, ngatizvichenesei+ pazvinhu zvose zvinosvibisa nyama nomudzimu,+ tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.+
8 Naizvozvo ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare,+ kana nembiriso+ youshati nouipi,+ asi nemakeke asina kuviriswa okutendeseka nechokwadi.+
7 Naizvozvo, vadiwa, zvatiine zvipikirwa+ izvi, ngatizvichenesei+ pazvinhu zvose zvinosvibisa nyama nomudzimu,+ tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.+