Isaya 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino nezuva iroro vaya vachasara vaIsraeri+ nevaya vachapukunyuka veimba yaJakobho havazombozendamirizve iye aivarova,+ asi vachazendamira Jehovha, iye Mutsvene waIsraeri,+ muchokwadi.+ Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+ Isaya 52:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuda kwaizvozvo vanhu vangu vachaziva zita rangu,+ uyewo nokuda kwaizvozvo vachaziva muzuva iroro, nokuti ndini Iye ari kutaura.+ Tarirai! Ndini iye.”
20 Zvino nezuva iroro vaya vachasara vaIsraeri+ nevaya vachapukunyuka veimba yaJakobho havazombozendamirizve iye aivarova,+ asi vachazendamira Jehovha, iye Mutsvene waIsraeri,+ muchokwadi.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
6 Nokuda kwaizvozvo vanhu vangu vachaziva zita rangu,+ uyewo nokuda kwaizvozvo vachaziva muzuva iroro, nokuti ndini Iye ari kutaura.+ Tarirai! Ndini iye.”