Pisarema 126:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 126 Jehovha paakadzosa nhapwa dzeZiyoni,+Takaita sevaya vairota.+ Isaya 40:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taurirai Jerusarema zvinobaya mwoyo+ uye shevedzerai kwariri kuti basa raro rehondo raitwa,+ kuti kukanganisa kwaro kwaripwa.+ Nokuti ragamuchira zvakaenzanirana nezvivi zvaro zvose paruoko rwaJehovha.”+
2 “Taurirai Jerusarema zvinobaya mwoyo+ uye shevedzerai kwariri kuti basa raro rehondo raitwa,+ kuti kukanganisa kwaro kwaripwa.+ Nokuti ragamuchira zvakaenzanirana nezvivi zvaro zvose paruoko rwaJehovha.”+