Pisarema 137:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa iwe mwanasikana weBhabhironi, iwe achapambwa,+Iye achakupa mubayiro achafara+Achikuitira sezvawakatiitira.+ Isaya 24:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndokusaka kutuka kwakaparadza nyika,+ uye vaya vanogara mairi vachinzi vane mhosva. Ndokusaka vagari vomunyika yacho vava vashoma, uye kwasara vanhuwo zvavo vashomanana kwazvo.+ Jeremiya 51:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Bhabhironi richava mirwi yematombo,+ nzvimbo inogara hunguhwe,+ chinhu chinokatyamadza uye chinhu chokuridzira muridzo, risina anogaramo.+ Zvakazarurwa 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Yakashevedzera nenzwi rakasimba,+ ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru rawa,+ uye rava nzvimbo inogarwa nemadhimoni uye nzvimbo inovanda mhepo yose isina kuchena+ uye nzvimbo inovanda shiri dzose dzisina kuchena nedzinovengwa!+
8 Haiwa iwe mwanasikana weBhabhironi, iwe achapambwa,+Iye achakupa mubayiro achafara+Achikuitira sezvawakatiitira.+
6 Ndokusaka kutuka kwakaparadza nyika,+ uye vaya vanogara mairi vachinzi vane mhosva. Ndokusaka vagari vomunyika yacho vava vashoma, uye kwasara vanhuwo zvavo vashomanana kwazvo.+
37 Bhabhironi richava mirwi yematombo,+ nzvimbo inogara hunguhwe,+ chinhu chinokatyamadza uye chinhu chokuridzira muridzo, risina anogaramo.+
2 Yakashevedzera nenzwi rakasimba,+ ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru rawa,+ uye rava nzvimbo inogarwa nemadhimoni uye nzvimbo inovanda mhepo yose isina kuchena+ uye nzvimbo inovanda shiri dzose dzisina kuchena nedzinovengwa!+