Ezra 2:65 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 65 tisingabatanidzi varandarume vavo nevarandasikana vavo, ava vari zviuru zvinomwe nemazana matatu nemakumi matatu nevanomwe; uye vakanga vaine vaimbi vechirume+ nevaimbi vechikadzi mazana maviri. Isaya 60:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mapoka ose ezvipfuwo evaKedhari+—achaungana kwauri. Makondohwe aNebhayoti+—achakushumira.+ Zvichakwira paatari yangu zvatenderwa,+ uye ndichaita kuti imba yangu yorunako ive yakanaka.+ Isaya 61:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Vanhu vamusingazivi vachamira vofudza mapoka enyu ezvipfuwo,+ uye vokune imwe nyika+ vachava varimi venyu nevatarisiri venyu vemizambiringa.+ Zekariya 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ndichavasimudzira ruoko rwangu,+ uye vachapambwa nevaranda vavo.’+ Muchaziva kuti Jehovha wemauto akandituma.+
65 tisingabatanidzi varandarume vavo nevarandasikana vavo, ava vari zviuru zvinomwe nemazana matatu nemakumi matatu nevanomwe; uye vakanga vaine vaimbi vechirume+ nevaimbi vechikadzi mazana maviri.
7 Mapoka ose ezvipfuwo evaKedhari+—achaungana kwauri. Makondohwe aNebhayoti+—achakushumira.+ Zvichakwira paatari yangu zvatenderwa,+ uye ndichaita kuti imba yangu yorunako ive yakanaka.+
5 “Vanhu vamusingazivi vachamira vofudza mapoka enyu ezvipfuwo,+ uye vokune imwe nyika+ vachava varimi venyu nevatarisiri venyu vemizambiringa.+
9 Nokuti ndichavasimudzira ruoko rwangu,+ uye vachapambwa nevaranda vavo.’+ Muchaziva kuti Jehovha wemauto akandituma.+