RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Esteri 10:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti Modhekai muJudha aiva wechipiri+ kuna Mambo Ahashivheroshi uye aiva mukuru pavaJudha, aifarirwa nehama dzake zhinji, achishanda kuti aitire vanhu vake zvakanaka uye achitaura nezvorugare+ kuvana vavo vose.

  • Dhanieri 5:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Panguva iyoyo Bheshazari akarayira, ivo vakapfekedza Dhanieri nguo dzepepuru, nechishongo chendarama muhuro make; uye vakazivisa nezvake kuti aizova mutongi wechitatu muumambo hwacho.+

  • Dhanieri 6:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Panguva iyoyo Dhanieri airamba achizvisiyanisa+ nemachinda makuru nemamwe machinda, mudzimu unoshamisa zvawakanga uri maari;+ uye mambo akanga achida kumukwidziridza pamusoro muumambo hwose.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe