RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 29:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 chokwadi, marudzi ose achati, ‘Jehovha akaitirei seizvi kunyika iyi?+ Nei akatsamwa kwazvo?’

  • 1 Madzimambo 9:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+

  • Mariro 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Vose vaya vaipfuura nomugwagwa vakaombera pamusoro pako.+

      Vakaridza muridzo+ vakaramba vachidzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro yavo,+ vachiti:

      “Iri ndiro guta ravaimboti nezvaro, ‘Ndiro kukwana kworunako, kupembera nomufaro kwenyika yose here’?”+

  • Mika 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Mirau yaOmri+ nebasa rose reimba yaAhabhi zvinochengetwa,+ uye imi munofamba maererano nemazano avo;+ kuti iwe ndikuite chinhu chinokatyamadza uye vagari varo ndivaite chinhu chinoridzirwa muridzo;+ imi muchazvidzwa nemarudzi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe