RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 9:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+

  • Jeremiya 18:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 kuti vaite kuti nyika yavo ive chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinoridzirwa muridzo nokusingagumi.+ Munhu wose anopfuura namo acharamba akatarira achikatyamara odzungudza musoro wake.+

  • Mariro 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Vose vaya vaipfuura nomugwagwa vakaombera pamusoro pako.+

      Vakaridza muridzo+ vakaramba vachidzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro yavo,+ vachiti:

      “Iri ndiro guta ravaimboti nezvaro, ‘Ndiro kukwana kworunako, kupembera nomufaro kwenyika yose here’?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe