RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 7:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Kana iri imba iyi ichange yava murwi wezvakaparadzwa,+ munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika,+ oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+

  • Jeremiya 25:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 anoti, Jerusarema nemaguta aJudha nemadzimambo aro, machinda aro, kuti ndizviite matongo, chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chokuridzira muridzo uye chinotukwa, sezvazvakaita nhasi;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe