RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 30:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+

  • Isaya 65:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Sharoni+ richava mafuro emakwai+ uye bani reAkori+ nzvimbo yokuzororera yemombe, nokuda kwevanhu vangu vachange vanditsvaka.+

  • Jeremiya 50:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Ndichadzosa Israeri kumafuro ake,+ achafura paKameri+ nepaBhashani;+ uye mweya wake uchaguta munzvimbo ine makomo yaEfremu+ nomuGiriyedhi.’”+

  • Ezekieri 34:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndichaabudisa+ pakati pemarudzi, ndoaunganidza achibva kunyika dzacho, ndoita kuti aende kunyika yawo,+ ndoafudza pamakomo aIsraeri, pedyo nehova uye pedyo nenzvimbo dzose dzokugara dzenyika yacho.+

  • Ezekieri 34:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndichaafudza mumafuro akanaka, nzvimbo yawo yokugara ichava pamakomo akakwirira aIsraeri.+ Acharara ikoko munzvimbo yokugara yakanaka,+ uye achafura mumafuro akasvibirira ari pamusoro pemakomo aIsraeri.”

  • Mika 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “‘Chokwadi ndichaunganidza Jakobho, mose zvenyu;+ chokwadi ndichaunganidza vakasara vaIsraeri.+ Ndichavaisa mudanga vakabatana, seboka rezvipfuwo, seboka rezvipfuwo riri mumafuro aro;+ vachaita ruzha nevanhu ikoko.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe