Dheuteronomi 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+ Amosi 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+
5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+
14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+