Revhitiko 26:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+ Isaya 5:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Akasimudzira rudzi rukuru ruri kure chiratidzo,+ akaruridzira muridzo ruri kumugumo wenyika;+ uye, tarira! ruchachimbidza kuuya ruchikurumidza.+ Jeremiya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti ‘tarirai ndichashevedza mhuri dzose dzoumambo hwokuchamhembe,’ ndizvo zvinotaura Jehovha;+ ‘uye imwe neimwe ichauya yoisa chigaro chayo choumambo pavanopinda napo pamagedhi eJerusarema,+ nepamasvingo aro kumativi ose nemaguta ose aJudha.+ Jeremiya 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.
25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+
26 Akasimudzira rudzi rukuru ruri kure chiratidzo,+ akaruridzira muridzo ruri kumugumo wenyika;+ uye, tarira! ruchachimbidza kuuya ruchikurumidza.+
15 Nokuti ‘tarirai ndichashevedza mhuri dzose dzoumambo hwokuchamhembe,’ ndizvo zvinotaura Jehovha;+ ‘uye imwe neimwe ichauya yoisa chigaro chayo choumambo pavanopinda napo pamagedhi eJerusarema,+ nepamasvingo aro kumativi ose nemaguta ose aJudha.+
15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.