-
Ezekieri 29:18Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
18 “Mwanakomana womunhu, Nebhukadrezari,+ mambo weBhabhironi, akaita kuti uto rake rehondo riite basa guru rokurwisa Tire.+ Misoro yose yakaitwa miparavara, uye mapfudzi ose akakwizwa akasvuuka.+ Asi hapana mubayiro+ webasa raakanga aita achirirwisa wakabva kuTire nokuda kwake iye neuto rake rehondo.
-