RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:49
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 49 “Jehovha achakumutsira rudzi ruri kure,+ runobva kumugumo wenyika, sokubvuta kunoita gondo,+ rudzi rune rurimi rwausingazonzwisisi,+

  • Jeremiya 5:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.

  • Ezekieri 7:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Ndichaunza vanhu vakaipa kwazvo vemamwe marudzi,+ uye vachavatorera dzimba voita kuti dzive dzavo,+ ndichaita kuti kudada kwevane simba kupere,+ nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.+

  • Amosi 6:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Haiwa imi imba yaIsraeri, tarirai! ndichakumutsirai rudzi,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari wemauto, ‘uye ruchakudzvinyirirai kubvira pamuganhu weHamati+ kusvikira kumupata une rukova weArabha.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe