RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 26:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Nokuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Tarirai, ndichaunza Nebhukadrezari mambo weBhabhironi kuti arwise Tire achibva kuchamhembe,+ iye mambo wemadzimambo,+ aine mabhiza+ nengoro+ dzehondo nevarwi vakatasva mabhiza neungano,+ ivo vanhu vazhinji.

  • Ezekieri 29:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “Naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Tarira ndichapa Nebhukadrezari mambo weBhabhironi nyika yeIjipiti,+ uye iye achatakura pfuma yayo, oitorera nechisimba zvinhu zvayo zvizhinji,+ oipamba kwazvo; uye zvichava mubayiro weuto rake rehondo.’

  • Habhakuki 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe