Jeremiya 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+
8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+