1 Madzimambo 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose. Jeremiya 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kuti vaite kuti nyika yavo ive chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinoridzirwa muridzo nokusingagumi.+ Munhu wose anopfuura namo acharamba akatarira achikatyamara odzungudza musoro wake.+
7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose.
16 kuti vaite kuti nyika yavo ive chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinoridzirwa muridzo nokusingagumi.+ Munhu wose anopfuura namo acharamba akatarira achikatyamara odzungudza musoro wake.+