Isaya 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndokusaka ndichachema muzambiringa weSibma+ sokuchemwa kweJazeri. Ndichakunyorovesa nemisodzi yangu, haiwa iwe Heshbhoni+ neEreyare,+ nokuti kushevedzera kwauya pamusoro pezhizha rako nepamusoro pokukohwa kwako.+ Jeremiya 48:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Kufara nokupembera zvabviswa mumunda wemichero uye munyika yeMoabhi.+ Ndaita kuti waini ipere muzvisviniro.+ Hapana achange achitsika-tsika achishevedzera. Kushevedzera hakuzovi kushevedzera.’”+
9 Ndokusaka ndichachema muzambiringa weSibma+ sokuchemwa kweJazeri. Ndichakunyorovesa nemisodzi yangu, haiwa iwe Heshbhoni+ neEreyare,+ nokuti kushevedzera kwauya pamusoro pezhizha rako nepamusoro pokukohwa kwako.+
33 Kufara nokupembera zvabviswa mumunda wemichero uye munyika yeMoabhi.+ Ndaita kuti waini ipere muzvisviniro.+ Hapana achange achitsika-tsika achishevedzera. Kushevedzera hakuzovi kushevedzera.’”+