Isaya 34:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vakaurayiwa vawo vachakandwa kunze; uye kunhuhwa kwezvitunha zvawo, kuchakwira;+ makomo achanyangadika neropa rawo.+ Isaya 66:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+ Jeremiya 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vapambi vakauya nomumakwara ose akapfumbira anopfuura nomurenje. Nokuti bakatwa raJehovha riri kuparadza kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Hapana vanhu chero vapi zvavo vane rugare.
3 Vakaurayiwa vawo vachakandwa kunze; uye kunhuhwa kwezvitunha zvawo, kuchakwira;+ makomo achanyangadika neropa rawo.+
16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+
12 Vapambi vakauya nomumakwara ose akapfumbira anopfuura nomurenje. Nokuti bakatwa raJehovha riri kuparadza kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Hapana vanhu chero vapi zvavo vane rugare.