Jeremiya 28:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndichaisa joko resimbi pamutsipa wemarudzi aya ose, kuti ashandire Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi;+ uye iwo achamushandira.+ Ndichamupa kunyange mhuka dzomusango.”’”+ Dhanieri 2:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Haiwa mambo, imi mambo wemadzimambo, imi makapiwa umambo,+ simba nemasimba nokukudzwa naMwari wokudenga,
14 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndichaisa joko resimbi pamutsipa wemarudzi aya ose, kuti ashandire Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi;+ uye iwo achamushandira.+ Ndichamupa kunyange mhuka dzomusango.”’”+
37 Haiwa mambo, imi mambo wemadzimambo, imi makapiwa umambo,+ simba nemasimba nokukudzwa naMwari wokudenga,