RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 50:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti mhuka dzose dzomusango ndedzangu,+

      Idzo mhuka dziri mumakomo ane chiuru.+

  • Jeremiya 28:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndichaisa joko resimbi pamutsipa wemarudzi aya ose, kuti ashandire Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi;+ uye iwo achamushandira.+ Ndichamupa kunyange mhuka dzomusango.”’”+

  • Dhanieri 2:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 imi mune ruoko rwaakapa+ nzvimbo dzose dzinogarwa nevanakomana vevanhu, mhuka dzomusango nezvisikwa zvine mapapiro zvokumatenga, imi waakaita mutongi wazvo zvose, imi ndimi musoro wendarama.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe