RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 36:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 kuti shoko raJehovha rizadzike rakanga rataurwa nomuromo waJeremiya,+ kusvikira nyika yaripa masabata ayo.+ Yakachengeta sabata mazuva ose ayakanga iri dongo, kuti isvitse makore makumi manomwe.+

  • Ezra 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Zvino mugore rokutanga raKoreshi+ mambo wePezhiya, kuti shoko raJehovha rakabuda mumuromo maJeremiya+ riitike, Jehovha akamutsa+ mwoyo waKoreshi mambo wePezhiya zvokuti akaita kuti kushevedzera+ kuitwe muumambo hwake hwose, uyewo akanyora,+ achiti:

  • Jeremiya 27:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 ‘“Ichaendeswa kuBhabhironi+ uye icharamba iri ikoko kusvikira pazuva randichafunga nezvayo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaidzosa, ndoidzorera kunzvimbo ino.”’”+

  • Dhanieri 9:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 mugore rokutanga rokutonga kwake, ini Dhanieri, ndakanzwisisa kubva mumabhuku kuwanda kwemakore akanga ataurwa neshoko raJehovha kumuprofita Jeremiya,+ okuzadzika kwokuparadzwa kweJerusarema,+ kuti aizova makore makumi manomwe.+

  • Zekariya 1:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo ngirozi yaJehovha yakapindura, ikati: “Haiwa Jehovha wemauto, muchasvika riniko musinganzwiri ngoni Jerusarema nemaguta aJudha,+ amakatsamwira kwemakore makumi manomwe aya?”+

  • Zekariya 7:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Iti kuvanhu vose vomunyika yacho nokuvapristi, ‘Pamaitsanya+ uye pamaiungudza mumwedzi wechishanu nomumwedzi wechinomwe,+ kwemakore makumi manomwe,+ maitsanyira ini here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe