Revhitiko 26:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+ 1 Madzimambo 8:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+ Mateu 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.
40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+
47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+
7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.