Dheuteronomi 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+ Dheuteronomi 30:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+ 1 Madzimambo 8:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 vakadzoka kwamuri nemwoyo yavo yose+ uye nemweya yavo yose vari munyika yevavengi vavo vanenge vavatapa, vakanyengetera kwamuri vakatarira kunyika yavo yamakapa madzitateguru avo, guta ramakasarudza neimba yandakavakira zita renyu;+ Jeremiya 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichadzipa mwoyo wokuti dzindizive,+ kuti ndini Jehovha; uye dzichava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wadzo, nokuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo yadzo yose.+
29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+
2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+
48 vakadzoka kwamuri nemwoyo yavo yose+ uye nemweya yavo yose vari munyika yevavengi vavo vanenge vavatapa, vakanyengetera kwamuri vakatarira kunyika yavo yamakapa madzitateguru avo, guta ramakasarudza neimba yandakavakira zita renyu;+
7 Ndichadzipa mwoyo wokuti dzindizive,+ kuti ndini Jehovha; uye dzichava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wadzo, nokuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo yadzo yose.+