RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 17:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+

  • Jeremiya 23:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 asi, ‘NaJehovha mupenyu akabudisa, akaunza vana veimba yaIsraeri kubva kunyika yokuchamhembe nokunyika dzose dzandakanga ndavaparadzira kwadziri,’ uye ivo vachagara panyika yavo.”+

  • Jeremiya 31:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Tarirai ndichavaunza vachibva kunyika yokuchamhembe,+ ndichavaunganidza vachibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+ Pakati pavo pachava nemapofu nevakaremara, mukadzi ane pamuviri neari kusununguka, vose pamwe chete.+ Vachadzoka kuno vari ungano huru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe