Ezekieri 11:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+ Hosiya 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndichamudyara panyika sezvinoitwa mbeu,+ ndichanzwira ngoni iye akanga asina kunzwirwa ngoni,+ ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu: “Imi muri vanhu vangu”;+ naivo vachatiwo: “Imi muri Mwari wedu.”’”+ Zvakazarurwa 21:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo ndakanzwa inzwi guru richibva kuchigaro choumambo richiti: “Tarirai! Tende+ raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara+ navo, uye ivo vachava vanhu vake.+ Mwari pachake achava navo.+
20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+
23 Ndichamudyara panyika sezvinoitwa mbeu,+ ndichanzwira ngoni iye akanga asina kunzwirwa ngoni,+ ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu: “Imi muri vanhu vangu”;+ naivo vachatiwo: “Imi muri Mwari wedu.”’”+
3 Naizvozvo ndakanzwa inzwi guru richibva kuchigaro choumambo richiti: “Tarirai! Tende+ raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara+ navo, uye ivo vachava vanhu vake.+ Mwari pachake achava navo.+