2 Samueri 22:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Muchava akavimbika kune akavimbika;+Hamuzowaniriwo mhosva munhu asina mhosva, ane simba;+ Pisarema 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Muchava akavimbika kune akavimbika;+Hamuzowaniriwo mhosva murume asina mhosva;+ Pisarema 86:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+ Zvakazarurwa 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+ Mabhuku eChiShona (1973-2026) Buda Pinda Shona Tumirawo Vamwe Zvaunofarira Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania Terms of Use Privacy Policy Privacy Settings JW.ORG Pinda Tumirawo Vamwe Tumira Vamwe neEmail
26 Muchava akavimbika kune akavimbika;+Hamuzowaniriwo mhosva munhu asina mhosva, ane simba;+ Pisarema 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Muchava akavimbika kune akavimbika;+Hamuzowaniriwo mhosva murume asina mhosva;+ Pisarema 86:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+ Zvakazarurwa 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+
25 Muchava akavimbika kune akavimbika;+Hamuzowaniriwo mhosva murume asina mhosva;+ Pisarema 86:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+ Zvakazarurwa 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+
5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+