RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka sezvinoita nondo hono,+ rurimi rwembeveve ruchashevedzera ruchifara.+ Nokuti mvura ichange yatubuka murenje, uye hova mubani rerenje.

  • Isaya 42:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Ndichafambisa mapofu munzira yaasina kuziva;+ ndichaafambisa mumugwagwa waasina kuziva.+ Ndichachinja nzvimbo ine rima pamberi pawo kuti ive chiedza,+ uye nzvimbo isina kuenzana kuti ive nyika yakati sandara.+ Izvi ndizvo zvinhu zvandichaaitira, uye handizoasiyi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe