RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 87:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Zvinhu zvinokudzwa zviri kutaurwa pamusoro pako, haiwa iwe guta raMwari wechokwadi.+ Sera.

  • Jeremiya 14:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Musarega kutiremekedza nokuda kwezita renyu;+ musazvidza chigaro chenyu choumambo chinobwinya.+ Yeukai; musaputsa sungano yenyu nesu.+

  • Ezekieri 43:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Iye akati kwandiri:

      “Mwanakomana womunhu, iyi ndiyo nzvimbo yechigaro changu choumambo+ nenzvimbo yetsoka dzangu,+ pandichagara pakati pevanakomana vaIsraeri nokusingagumi;+ uye imba yaIsraeri haizosvibisizve zita rangu dzvene,+ ivo uye madzimambo avo,+ nokufeva kwavo uye nezvitunha+ zvemadzimambo avo paanofa,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe