RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 13:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 nokuti nyika yose yawakatarira, ndichaipa iwe nevana vako nokusingagumi.+

  • Genesisi 17:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+

  • Genesisi 26:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+

  • Dheuteronomi 1:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Onai, ndinoisa nyika yacho pamberi penyu. Pindai mutore nyika iyo Jehovha akapikira madzibaba enyu, Abrahamu, Isaka+ naJakobho,+ kuti achavapa ivo nevana vavo vaizovatevera.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe