Pisarema 106:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Vakazvidza nyika yakanaka;+Vakanga vasina kutenda shoko rake.+ Ezekieri 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+
6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+