Isaya 63:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti ndimi Baba vedu;+ kunyange Abrahamu angave asina kutiziva uye Israeri angasatiziva, imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+ Isaya 64:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi zvino, haiwa Jehovha, imi muri Baba vedu.+ Isu tiri ivhu,+ imi muri Muumbi+ wedu; tose zvedu tiri basa roruoko rwenyu.+ Mateu 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo, musazvifananidza navo, nokuti Mwari Baba venyu vanoziva kuti zvinhu zvipi zvamunoda+ musati mambovakumbira. 1 Petro 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Uyezve, kana muchidana pana Baba vanotonga vasingasaruri+ maererano nebasa romumwe nomumwe, zvibatei nokutya+ panguva yamunenge muri vatorwa.+
16 Nokuti ndimi Baba vedu;+ kunyange Abrahamu angave asina kutiziva uye Israeri angasatiziva, imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+
8 Asi zvino, haiwa Jehovha, imi muri Baba vedu.+ Isu tiri ivhu,+ imi muri Muumbi+ wedu; tose zvedu tiri basa roruoko rwenyu.+
8 Naizvozvo, musazvifananidza navo, nokuti Mwari Baba venyu vanoziva kuti zvinhu zvipi zvamunoda+ musati mambovakumbira.
17 Uyezve, kana muchidana pana Baba vanotonga vasingasaruri+ maererano nebasa romumwe nomumwe, zvibatei nokutya+ panguva yamunenge muri vatorwa.+