Genesisi 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+ Dheuteronomi 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ Jeremiya 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+
3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
10 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore makumi manomwe apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichasimbisa shoko rangu rakanaka kwamuri ndichikudzosai kunzvimbo ino.’+