7 Haiwa Jehovha, imi makarurama, asi isu tinonyara sezvazvakaita nhasi,+ isu nevanhu vaJudha nevagari vomuJerusarema navose vaIsraeri, vaya vari pedyo nevaya vari kure mune dzimwe nyika dzose kwamakavaparadzira nokuda kwokusatendeka kwavo kwavakakuitirai.+